Baba
Tambirai miteuro yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa nemvura
Takamirira
Mhinduro musi waichadzika
Mugamuchire
Shoko ratakatumira
Baaabaaa
Tambirai miteuro yedu
Chimanimani
Yakayeredzwa nemvura
Takamirira
Mhinduro musi waichadzika
Mugamuchire
Shoko ratakatumira