Kumahumbwe - Jah Prayzah Lyrics


Rodney clean shizo
Millitary TouchDai nguva Yaidzoka shure
Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndineweNdakanzwa kuti wakachata naGoliath
Washinga here wapeka mamonaki
(Ndizvo here)
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath
Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukatiTaiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe
Taiti rure rure tose kumahumbwe
Taienda tose kuno chera makurwe
Mai Maria musande zvakatangira muzunde
Rashe
Tikasangana kutsime eh eh
Ndaiti simuka titambe
Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe
Chimwe tichadira doro renhimbeMusharo wenzimbe ndiye mwene wenzimbe
Usarambe wakati nde usandiringe
Mwedzi wati jee nhonga nyama ka tidye
Wozotanga waverenga tsamba yandanyora
Tsamba yandanyora
Ndiyo tsamba yandanyoraNdaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Mudiwa ndakusuwa
Ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza
Kudai ndakuona ronda riya ringa dai rapora
Moyo wangu wazoorora
Chokwadi moyo wangu unorwadzaDai nguva Yaidzoka shure
Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndineweChibhanan'ana chato simudza chibenen'ene
Chikatapira chikofa mba n'a changamire
Darlie wangu ndirangarire padokodoko
Makarekare ataitamba chamupidigori
Taishuvira kuenda mberi
Zvakakona kana godobori
Zvose zvakaitaita mupidigari
Asi ndiani azoziva zvataizove
Ndiani azoziva uchazondisiya
Ndianiko aifungira zvichadaro zvikaguma
Zvakadaro ndino shuva uwane rugareRure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurwe
Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh eh kuno chera makurweNdakanzwa kuti wakachata naGoliath
Washinga here wapeka mamonaki
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath
Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati

Kumahumbwe lyrics !!!